Genesisi 40:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ivo vakati kwaari: “Tarota hope, asi hatina mududziri.” Naizvozvo Josefa akati kwavari: “Kududzira hakusi kwaMwari here?+ Ndapota, rondedzerai hope dzacho kwandiri.” Dhanieri 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi Mwari wechokwadi akapa vana ava, vari vana, zivo nenjere pamusoro pemabhuku ose uye uchenjeri;+ uye Dhanieri ainzwisisa zvairatidzwa nezvairotwa zvemarudzi ose.+
8 Ivo vakati kwaari: “Tarota hope, asi hatina mududziri.” Naizvozvo Josefa akati kwavari: “Kududzira hakusi kwaMwari here?+ Ndapota, rondedzerai hope dzacho kwandiri.”
17 Asi Mwari wechokwadi akapa vana ava, vari vana, zivo nenjere pamusoro pemabhuku ose uye uchenjeri;+ uye Dhanieri ainzwisisa zvairatidzwa nezvairotwa zvemarudzi ose.+