Mabasa 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Petro paakaona izvi, akati kuvanhu vacho: “Vanhu vaIsraeri, nei muri kushamisika neizvi, kana kuti nei makanyatsotitarira sokunge kuti taita kuti afambe nesimba redu kana kuti kuzvipira kwedu kuna Mwari?+
12 Petro paakaona izvi, akati kuvanhu vacho: “Vanhu vaIsraeri, nei muri kushamisika neizvi, kana kuti nei makanyatsotitarira sokunge kuti taita kuti afambe nesimba redu kana kuti kuzvipira kwedu kuna Mwari?+