2 Madzimambo 19:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Zvino usiku ihwohwo ngirozi yaJehovha yakaenda, ikauraya zviuru zana nemakumi masere nezvishanu mumusasa+ wevaAsiriya.+ Vanhu pavakafumomuka, vakaona vose vava zvitunha.+
35 Zvino usiku ihwohwo ngirozi yaJehovha yakaenda, ikauraya zviuru zana nemakumi masere nezvishanu mumusasa+ wevaAsiriya.+ Vanhu pavakafumomuka, vakaona vose vava zvitunha.+