Revhitiko 26:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Vachareurura kukanganisa kwavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo pakusatendeka kwavo pavakava vasina kutendeka kwandiri, chokwadi, kunyange pavakafamba vachipikisana neni.+
40 Vachareurura kukanganisa kwavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo pakusatendeka kwavo pavakava vasina kutendeka kwandiri, chokwadi, kunyange pavakafamba vachipikisana neni.+