Dheuteronomi 30:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 nokuti uchateerera inzwi raJehovha Mwari wako kuti uchengete mirayiro yake nemirau yake yakanyorwa mubhuku rino romutemo,+ nokuti uchadzoka kuna Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose.+ Pisarema 78:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Paaivauraya kazhinji, ivo vaimutsvakawo,+Uye vaidzoka, votsvaka Mwari.+
10 nokuti uchateerera inzwi raJehovha Mwari wako kuti uchengete mirayiro yake nemirau yake yakanyorwa mubhuku rino romutemo,+ nokuti uchadzoka kuna Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose.+