2 Madzimambo 18:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Akavimba+ naJehovha Mwari waIsraeri; uye hakuna kana nomumwe akamutevera akaita saiye pamadzimambo ose aJudha,+ kunyange pane aya akanga amutangira.+ 2 Makoronike 29:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha,+ maererano nezvose zvakanga zvaitwa natateguru vake Dhavhidhi.+ Pisarema 89:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti nhoo yedu ndeyaJehovha,+Mambo wedu ndewoMutsvene waIsraeri.+ Hosiya 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kunyange zvazvo uri kuita ufeve, haiwa iwe Israeri,+ Judha ngaarege kuva nemhosva,+ uye musauya kuGirigari,+ kana kuenda kuBheti-avheni+ kana kupika muchiti ‘NaJehovha mupenyu!’+
5 Akavimba+ naJehovha Mwari waIsraeri; uye hakuna kana nomumwe akamutevera akaita saiye pamadzimambo ose aJudha,+ kunyange pane aya akanga amutangira.+
2 Akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha,+ maererano nezvose zvakanga zvaitwa natateguru vake Dhavhidhi.+
15 Kunyange zvazvo uri kuita ufeve, haiwa iwe Israeri,+ Judha ngaarege kuva nemhosva,+ uye musauya kuGirigari,+ kana kuenda kuBheti-avheni+ kana kupika muchiti ‘NaJehovha mupenyu!’+