Revhitiko 26:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Kupura kwenyu kuchasvika panguva yamunokohwa mazambiringa, uye kukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara mbeu; chokwadi muchadya zvokudya zvenyu kusvikira maguta,+ mogara makachengeteka munyika yenyu.+ Dheuteronomi 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 nedzimba dzizere zvinhu zvose zvakanaka dzausina kuzadza, nemigodhi yemvura yakacherwa yausina kuchera, minda yemizambiringa nemiti yemiorivhi yausina kudyara, uye paunenge wadya waguta,+ Pisarema 22:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Vanyoro vachadya voguta;+Vaya vanomutsvaka vacharumbidza Jehovha.+Mwoyo yenyu ngairarame nokusingaperi.+
5 Kupura kwenyu kuchasvika panguva yamunokohwa mazambiringa, uye kukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara mbeu; chokwadi muchadya zvokudya zvenyu kusvikira maguta,+ mogara makachengeteka munyika yenyu.+
11 nedzimba dzizere zvinhu zvose zvakanaka dzausina kuzadza, nemigodhi yemvura yakacherwa yausina kuchera, minda yemizambiringa nemiti yemiorivhi yausina kudyara, uye paunenge wadya waguta,+
26 Vanyoro vachadya voguta;+Vaya vanomutsvaka vacharumbidza Jehovha.+Mwoyo yenyu ngairarame nokusingaperi.+