RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zekariya 12:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Ndichadururira mudzimu wenyasha+ nowokuteterera+ paimba yaDhavhidhi nepavagari vomuJerusarema, vachatarira Iye wavakabvoora,+ vachaungudza pamusoro pake sokuungudza kunoitirwa mwanakomana mumwe chete; uye vacharira vachishungurudzwa pamusoro pake sokurira uchishungurudzwa kunoitirwa mwanakomana wedangwe.+

  • Johani 7:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Zvisinei, akataura izvi pamusoro pomudzimu uyo vaya vakanga vatenda maari vakanga vava kuda kugamuchira; nokuti kusvikira panguva iyoyo pakanga pasati pava nomudzimu,+ nokuti Jesu akanga asati akudzwa.+

  • Mabasa 10:45
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 45 Vakatendeka vakanga vauya naPetro vaiva vamwe vevaya vakadzingiswa vakashamiswa, nokuti chipo chepachena chomudzimu mutsvene chakanga chichidururirwawo pavanhu vemamwe marudzi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe