Isaya 66:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti chokwadi Jehovha achatonga vanhu vose nebakatwa rake somoto;+ uye vachaurayiwa naJehovha vachava vazhinji.+ Ezekieri 38:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndichamutonga,+ nedenda+ neropa;+ uye ndichanayisa mvura inofashamira nechimvuramabwe,+ moto+ nesarufa pamusoro pake nepamusoro pemapoka ake nepamusoro pemarudzi aachange ainawo.+
16 Nokuti chokwadi Jehovha achatonga vanhu vose nebakatwa rake somoto;+ uye vachaurayiwa naJehovha vachava vazhinji.+
22 Ndichamutonga,+ nedenda+ neropa;+ uye ndichanayisa mvura inofashamira nechimvuramabwe,+ moto+ nesarufa pamusoro pake nepamusoro pemapoka ake nepamusoro pemarudzi aachange ainawo.+