Jeremiya 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvanzi naJehovha kuvavakidzani vangu vose vakaipa,+ vari kubata nhaka yandakaita kuti ive yevanhu vangu, ivo vaIsraeri:+ “Tarirai ndiri kuvadzura panyika yavo;+ uye ndichadzura imba yaJudha ibve pakati pavo.+ Ezekieri 35:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Iwe zvawakati, ‘Marudzi maviri aya nenyika mbiri idzi—zvichava zvangu, uye tichaita kuti nyika yoga yoga ive yedu,’+ kunyange zvazvo Jehovha aiva ipapo,+ Zefaniya 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Ndakanzwa kuzvidza kweMoabhi+ uye mashoko okutuka evanakomana vaAmoni,+ avakazvidza nawo vanhu vangu, vakaramba vachitaura zvinhu zvokuzvitutumadza kwazvo kunharaunda yavo.
14 Zvanzi naJehovha kuvavakidzani vangu vose vakaipa,+ vari kubata nhaka yandakaita kuti ive yevanhu vangu, ivo vaIsraeri:+ “Tarirai ndiri kuvadzura panyika yavo;+ uye ndichadzura imba yaJudha ibve pakati pavo.+
10 “Iwe zvawakati, ‘Marudzi maviri aya nenyika mbiri idzi—zvichava zvangu, uye tichaita kuti nyika yoga yoga ive yedu,’+ kunyange zvazvo Jehovha aiva ipapo,+
8 “Ndakanzwa kuzvidza kweMoabhi+ uye mashoko okutuka evanakomana vaAmoni,+ avakazvidza nawo vanhu vangu, vakaramba vachitaura zvinhu zvokuzvitutumadza kwazvo kunharaunda yavo.