RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 63:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 “Ndakatsika-tsika chisviniro chewaini ndiri ndoga,+ pandakanga ndisina munhu wokune mamwe marudzi. Ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakatsamwa,+ uye ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakashatirwa.+ Ropa ravo raitsatika rakaramba richitsatikira panguo dzangu,+ uye ndakasvibisa zvipfeko zvangu zvose.

  • Mariro 1:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Jehovha akakanda parutivi vanhu vangu vose vane simba kubva pakati pangu.+

      Akandishevedzera musangano, kuti aputse-putse majaya angu.+

      Jehovha atsika-tsika chisviniro chewaini+ chemhandara yaJudha.+

  • Zvakazarurwa 14:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Chisviniro chakatsikwa-tsikwa kunze kweguta,+ ropa rikabuda muchisviniro chewaini rikakwira kusvika mumatomu emabhiza,+ rikayerera kwechinhambwe chemakiromita anenge mazana maviri nemakumi mapfumbamwe nematanhatu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe