RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 6:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Naizvozvo Jehovha akaona kuti kuipa kwomunhu kwakanga kuri kuzhinji panyika uye zvose zvaidiwa+ nepfungwa dzomwoyo wake zvakanga zvakangoipa nguva dzose.+

  • Isaya 13:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ndicharanga nyika inobereka nokuda kwezvakaipa zvayo,+ uye vakaipa nokuda kwokukanganisa kwavo. Ndichagumisa kudada kwevanozvikudza, uye ndichaderedza kuzvitutumadza kwevadzvinyiriri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe