Isaya 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti nyeredzi dzokumatenga nemapoka adzo eKesiri+ hadzizobudisi chiedza chadzo; zuva richasviba parinobuda, uye mwedzi hauzoiti kuti chiedza chawo chivhenekere. Ezekieri 32:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “‘Paunodzimwa ndichafukidza matenga, ndodzima nyeredzi dzawo. Ndichafukidza zuva nemakore, uye mwedzi hauzovheneki nechiedza chawo.+ Joeri 2:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zuva richasviba,+ mwedzi uchava ropa,+ uye zuva guru nerinotyisa raJehovha risati rasvika.+ Mabasa 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 zuva+ richasviba uye mwedzi uchava ropa zuva guru nerakakurumbira raJehovha risati rasvika.+
10 Nokuti nyeredzi dzokumatenga nemapoka adzo eKesiri+ hadzizobudisi chiedza chadzo; zuva richasviba parinobuda, uye mwedzi hauzoiti kuti chiedza chawo chivhenekere.
7 “‘Paunodzimwa ndichafukidza matenga, ndodzima nyeredzi dzawo. Ndichafukidza zuva nemakore, uye mwedzi hauzovheneki nechiedza chawo.+