Amosi 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “‘Tarirai! Mazuva achauya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘ayo murimi achabata mukohwi,+ anotsika mazambiringa achabata mudyari wembeu;+ uye makomo achadonha waini inotapira,+ zvikomo zvose zvichanyunguduka.+ Zekariya 9:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti, haiwa, kunaka kwake kukuru sei,+ uye runako rwake rukuru sei!+ Zviyo ndizvo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva ndiyo ichaita kuti mhandara dzikure.”+
13 “‘Tarirai! Mazuva achauya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘ayo murimi achabata mukohwi,+ anotsika mazambiringa achabata mudyari wembeu;+ uye makomo achadonha waini inotapira,+ zvikomo zvose zvichanyunguduka.+
17 Nokuti, haiwa, kunaka kwake kukuru sei,+ uye runako rwake rukuru sei!+ Zviyo ndizvo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva ndiyo ichaita kuti mhandara dzikure.”+