RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 46:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Pane rwizi rune hova dzinoita kuti guta raMwari rifare,+

      Iyo tebhenekeri huru tsvenetsvene yoWokumusorosoro.+

  • Ezekieri 47:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 47 Zvino akazondidzosa kusuo reImba yacho,+ uye tarira! mvura+ yakanga ichibuda pasi pechikumbaridzo cheImba yacho nechokumabvazuva,+ nokuti Imba yacho yakanga yakatarira kumabvazuva. Mvura yacho yakanga ichidzika ichibva nechepasi, ichibva kurudyi rweImba yacho, kumaodzanyemba kweatari.

  • Zvakazarurwa 22:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Zvino iyo yakandiratidza rwizi rwemvura youpenyu,+ inoonekera sekristaro, ichiyerera ichibva pachigaro choumambo chaMwari necheGwayana+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe