Jeremiya 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Kana uchida kudzoka, haiwa iwe Israeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “ungadzoka hako kwandiri.+ Kana ukabvisa zvinhu zvako zvinonyangadza nokuda kwangu,+ hauzoendi somunhu anotiza. Hosiya 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Zvino iwe, unofanira kudzokera kuna Mwari wako,+ uchichengeta mutsa worudo+ nokururama;+ utarisire kuna Mwari wako nguva dzose.+ Hosiya 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Haiwa iwe Israeri, dzoka kuna Jehovha Mwari wako,+ nokuti wakagumburwa mukukanganisa kwako.+
4 “Kana uchida kudzoka, haiwa iwe Israeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “ungadzoka hako kwandiri.+ Kana ukabvisa zvinhu zvako zvinonyangadza nokuda kwangu,+ hauzoendi somunhu anotiza.
6 “Zvino iwe, unofanira kudzokera kuna Mwari wako,+ uchichengeta mutsa worudo+ nokururama;+ utarisire kuna Mwari wako nguva dzose.+