1 Samueri 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo vakaungana kuMizpa, vakachera mvura vachiidururira pamberi paJehovha, vakatsanya pazuva iroro.+ Vakatanga kuti ipapo: “Takatadzira Jehovha.”+ Samueri akatonga+ vanakomana vaIsraeri kuMizpa. 2 Makoronike 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehoshafati akatya,+ akatsunga kutsvaka Jehovha.+ Naizvozvo akazivisa kuti vaJudha vose vatsanye.+
6 Naizvozvo vakaungana kuMizpa, vakachera mvura vachiidururira pamberi paJehovha, vakatsanya pazuva iroro.+ Vakatanga kuti ipapo: “Takatadzira Jehovha.”+ Samueri akatonga+ vanakomana vaIsraeri kuMizpa.