10 Zvino Ezra achangopedza kunyengetera+ uye achangopedza kureurura+ achisvimha misodzi, akazvambarara+ pamberi peimba+ yaMwari wechokwadi, vaya vaiva vaIsraeri vakamuunganira, ungano huru kwazvo, varume nevakadzi nevana, nokuti vanhu vakanga vasvimha misodzi zvikuru kwazvo.