Isaya 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti nyeredzi dzokumatenga nemapoka adzo eKesiri+ hadzizobudisi chiedza chadzo; zuva richasviba parinobuda, uye mwedzi hauzoiti kuti chiedza chawo chivhenekere.
10 Nokuti nyeredzi dzokumatenga nemapoka adzo eKesiri+ hadzizobudisi chiedza chadzo; zuva richasviba parinobuda, uye mwedzi hauzoiti kuti chiedza chawo chivhenekere.