Pisarema 83:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+ Amosi 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti tarira! Muumbi wemakomo+ noMusiki wemhepo,+ Iye anoudza munhu wepanyika kuti zvaanofunga ndezvipi,+ Iye anoita kuti mambakwedza ave rima,+ Iye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika,+ ndiye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto.”+
18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+
13 Nokuti tarira! Muumbi wemakomo+ noMusiki wemhepo,+ Iye anoudza munhu wepanyika kuti zvaanofunga ndezvipi,+ Iye anoita kuti mambakwedza ave rima,+ Iye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika,+ ndiye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto.”+