Dheuteronomi 28:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 “Jehovha achakumutsira rudzi ruri kure,+ runobva kumugumo wenyika, sokubvuta kunoita gondo,+ rudzi rune rurimi rwausingazonzwisisi,+ 2 Madzimambo 15:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Mumazuva aPeka mambo waIsraeri, Tigrati-pireseri+ mambo weAsiriya+ akauya, akatora Ijoni+ neAbheri-bheti-maaka+ neJanoa neKedheshi+ neHazori+ neGiriyedhi+ neGarireya,+ nyika yose yaNaftari,+ akavatapa, akaenda navo kuAsiriya.+ 2 Madzimambo 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+ Isaya 7:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Nezuva iroro, Jehovha achaveura musoro nemvere dzomutsoka, achishandisa chisvo chinobhadharwa chakakumbirwa munharaunda yoRwizi,+ uye achishandisa mambo weAsiriya,+ uye icho chichabvisawo ndebvu.+ Isaya 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuti mukomana wacho asati agona kushevedzera kuti,+ ‘Baba vangu!’ uye ‘Amai vangu!’ mumwe munhu achaendesa pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamariya pamberi pamambo weAsiriya.”+ Isaya 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Hekani, muAsiriya,+ shamhu yokutsamwa kwangu,+ uye katanda kari muruoko rwavo nokuda kwehasha dzangu! Hosiya 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mumwe munhu achaenda nacho kuAsiriya sechipo kuna mambo mukuru.+ Efremu achanyara,+ uye Israeri achanyara nezano racho.+
49 “Jehovha achakumutsira rudzi ruri kure,+ runobva kumugumo wenyika, sokubvuta kunoita gondo,+ rudzi rune rurimi rwausingazonzwisisi,+
29 Mumazuva aPeka mambo waIsraeri, Tigrati-pireseri+ mambo weAsiriya+ akauya, akatora Ijoni+ neAbheri-bheti-maaka+ neJanoa neKedheshi+ neHazori+ neGiriyedhi+ neGarireya,+ nyika yose yaNaftari,+ akavatapa, akaenda navo kuAsiriya.+
6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+
20 “Nezuva iroro, Jehovha achaveura musoro nemvere dzomutsoka, achishandisa chisvo chinobhadharwa chakakumbirwa munharaunda yoRwizi,+ uye achishandisa mambo weAsiriya,+ uye icho chichabvisawo ndebvu.+
4 nokuti mukomana wacho asati agona kushevedzera kuti,+ ‘Baba vangu!’ uye ‘Amai vangu!’ mumwe munhu achaendesa pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamariya pamberi pamambo weAsiriya.”+
5 “Hekani, muAsiriya,+ shamhu yokutsamwa kwangu,+ uye katanda kari muruoko rwavo nokuda kwehasha dzangu!
6 Mumwe munhu achaenda nacho kuAsiriya sechipo kuna mambo mukuru.+ Efremu achanyara,+ uye Israeri achanyara nezano racho.+