RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 18:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 nokuti vakanga vasina kuteerera+ inzwi raJehovha Mwari wavo, asi vakaramba vachidarika sungano yake,+ kunyange zvose izvo Mosesi+ mushumiri waJehovha akanga arayira.+ Havana kuzviteerera kana kuzviita.

  • Ezekieri 20:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 Ndichabvisa vanondimukira nevanonditadzira pakati penyu,+ nokuti ndichavabudisa munyika yavanogara vari vatorwa, asi havazoendi kunyika yaIsraeri;+ uye imi muchaziva kuti ndini Jehovha.’+

  • Nahumi 1:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Jehovha anononoka kutsamwa,+ ane simba guru,+ uye Jehovha haazomboregi kuranga.+

      Nzira yake iri mumhepo inoparadza uye mudutu, gore gobvu ndiro guruva rinopfumburwa netsoka dzake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe