RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 62:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Jehovha apika noruoko+ rwake rworudyi uye noruoko rwake rune simba+ achiti: “Handizopizve vavengi vako zviyo zvako kuti zvive zvokudya zvavo,+ uyewo vokune imwe nyika havazonwi waini yako itsva,+ yawakashandira zvakaoma.

  • Jeremiya 30:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Asi iwe usatya, haiwa mushumiri wangu Jakobho,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “usavhunduka, haiwa iwe Israeri.+ Nokuti tarira ndichakuponesa uchibva kure uye vana vako vachibva kunyika yokutapwa kwavo.+ Jakobho achadzoka, orega kuva nechinonetsa, ogara zvakanaka, uye hapazovi neanokonzera kudedera.”+

  • Ezekieri 28:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Vachagara pairi vakachengeteka,+ vovaka dzimba+ nokusima minda yemizambiringa,+ uye vachagara vakachengeteka+ pandinoita zvakatongwa pane vose vaya vakavapoteredza vari kuvazvidza;+ uye vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo.”’”

  • Mika 4:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake, nepasi pomuonde wake,+ hapana angazovadederesa;+ nokuti muromo waJehovha wemauto wazvitaura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe