Jeremiya 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Nokuti kubvira kumuduku wavo kusvikira kumukuru wavo, munhu wose ari kuwana pfuma isina kururama;+ uye kubvira kumuprofita kusvikira kumupristi, mumwe nomumwe ari kunyengedzera.+ Tito 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvakakodzera kuvhara miromo yaivava, vanhu ivava zvavanoramba vachitsausa dzimba dzose+ nokudzidzisa zvinhu zvavasingafaniri kudzidzisa, kuti vawane pfuma inowanikwa nenzira dzokusatendeseka.+
13 “Nokuti kubvira kumuduku wavo kusvikira kumukuru wavo, munhu wose ari kuwana pfuma isina kururama;+ uye kubvira kumuprofita kusvikira kumupristi, mumwe nomumwe ari kunyengedzera.+
11 Zvakakodzera kuvhara miromo yaivava, vanhu ivava zvavanoramba vachitsausa dzimba dzose+ nokudzidzisa zvinhu zvavasingafaniri kudzidzisa, kuti vawane pfuma inowanikwa nenzira dzokusatendeseka.+