Isaya 56:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ivo imbwa dzine mweya inokara kwazvo;+ hadziguti.+ Ivowo vafudzi vasingagoni kunzwisisa.+ Vose zvavo vakatsaukira kunzira dzavo, mumwe nomumwe nokuda kwepfuma yake isina kururama ari kunharaunda yake+ achiti: Judha 11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vane nhamo, nokuti vakapinda munzira yaKaini,+ uye vakamhanyira mugwara rokutadza raBharami+ kuti vawane mubayiro, uye vakaparara mukutaura kwokupandukira+ kwaKora!+
11 Ivo imbwa dzine mweya inokara kwazvo;+ hadziguti.+ Ivowo vafudzi vasingagoni kunzwisisa.+ Vose zvavo vakatsaukira kunzira dzavo, mumwe nomumwe nokuda kwepfuma yake isina kururama ari kunharaunda yake+ achiti:
11 Vane nhamo, nokuti vakapinda munzira yaKaini,+ uye vakamhanyira mugwara rokutadza raBharami+ kuti vawane mubayiro, uye vakaparara mukutaura kwokupandukira+ kwaKora!+