Isaya 48:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti vakazviti vanobva muguta dzvene,+ uye vakasendama pana Mwari waIsraeri,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Jeremiya 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Musavimba nemashoko enhema,+ muchiti, ‘Itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha!’ VaRoma 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana uri muJudha nezita+ uye uchivimba nomutemo+ uye uchizvirumbidza muna Mwari,+
2 Nokuti vakazviti vanobva muguta dzvene,+ uye vakasendama pana Mwari waIsraeri,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+
4 Musavimba nemashoko enhema,+ muchiti, ‘Itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha, itemberi yaJehovha!’