RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 3:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Funga nezvake munzira dzako dzose,+ uye iye acharuramisa makwara ako.+

  • Isaya 2:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Marudzi mazhinji achaenda achiti: “Uyai,+ ngatikwirei kugomo raJehovha, kuimba yaMwari waJakobho; iye achatirayiridza nezvenzira dzake, uye isu tichafamba mumakwara ake.”+ Nokuti mutemo uchabuda muZiyoni, uye shoko raJehovha richabuda muJerusarema.+

  • VaHebheru 12:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 uye rambai muchigadzirira tsoka dzenyu+ nzira dzakarurama, kuti chinokamhina chirege kushodogoka, asi kuti chiporeswe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe