Isaya 41:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Tarira! Ndakuita chirei chinoshandiswa kupura,+ chokupurisa chitsva chine mazino anocheka nekwose. Uchatsika-tsika makomo woaputsa; uye uchaita kuti zvikomo zvive sehundi.+ Jeremiya 51:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Mwanasikana weBhabhironi akaita seburiro.+ Inguva yokumutsika-tsika zvakasimba. Asi munguva duku nguva yokukohwa ichamusvikira.”+
15 “Tarira! Ndakuita chirei chinoshandiswa kupura,+ chokupurisa chitsva chine mazino anocheka nekwose. Uchatsika-tsika makomo woaputsa; uye uchaita kuti zvikomo zvive sehundi.+
33 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Mwanasikana weBhabhironi akaita seburiro.+ Inguva yokumutsika-tsika zvakasimba. Asi munguva duku nguva yokukohwa ichamusvikira.”+