Zekariya 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti ndichakunga Judha sezvandinoita uta hwangu. Ndichaisa Efremu pauta, ndichamutsa vanakomana vako,+ haiwa iwe Ziyoni, kuti varwe nevanakomana vako, haiwa iwe Girisi,+ uye ndichaita kuti uve sebakatwa romurume ane simba.’+
13 Nokuti ndichakunga Judha sezvandinoita uta hwangu. Ndichaisa Efremu pauta, ndichamutsa vanakomana vako,+ haiwa iwe Ziyoni, kuti varwe nevanakomana vako, haiwa iwe Girisi,+ uye ndichaita kuti uve sebakatwa romurume ane simba.’+