Joshua 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akati: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye kuti tiri kukutyai,+ uye kuti vagari vose vomunyika vaora mwoyo nokuda kwenyu.+ Jeremiya 33:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kwandiri richava zita rokupembera nomufaro,+ kurumbidzwa norunako kumarudzi ose enyika achanzwa zvakanaka zvose zvandichadziitira.+ Achatya+ odedera+ nokuda kwezvakanaka zvose uye nokuda kworugare rwose rwandicharipa.’”+
9 Akati: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye kuti tiri kukutyai,+ uye kuti vagari vose vomunyika vaora mwoyo nokuda kwenyu.+
9 Kwandiri richava zita rokupembera nomufaro,+ kurumbidzwa norunako kumarudzi ose enyika achanzwa zvakanaka zvose zvandichadziitira.+ Achatya+ odedera+ nokuda kwezvakanaka zvose uye nokuda kworugare rwose rwandicharipa.’”+