Jeremiya 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+ Joeri 2:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Asi munhu wose anodana zita raJehovha achaponeswa;+ nokuti muGomo reZiyoni nomuJerusarema ndimo muchava nevachapona,+ sezvakataurwa naJehovha, uye pakati pevachapona, ndipo pachava nevaya vanoshevedzwa naJehovha.”+ VaRoma 9:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+ Zvakazarurwa 12:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Dhiragoni yakaitira mukadzi hasha,+ ikaenda kunorwa nevana vake vakanga vasara, vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rokupupurira+ Jesu.
3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+
32 Asi munhu wose anodana zita raJehovha achaponeswa;+ nokuti muGomo reZiyoni nomuJerusarema ndimo muchava nevachapona,+ sezvakataurwa naJehovha, uye pakati pevachapona, ndipo pachava nevaya vanoshevedzwa naJehovha.”+
27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+
17 Dhiragoni yakaitira mukadzi hasha,+ ikaenda kunorwa nevana vake vakanga vasara, vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rokupupurira+ Jesu.