Pisarema 74:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Hatina kuona zviratidzo zvedu; hapasisina muprofita,+Uye hapana watiinaye anoziva kuti kusvikira rini. Ezekieri 13:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 naizvozvo imi vakadzi hamuzorambi muchiona zvinhu zvisiri zvechokwadi,+ uye hamuzoshoperi+ zvakare+ zvinhu zvinoshoperwa;+ uye ndichanunura vanhu vangu pamaoko enyu,+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’”+
9 Hatina kuona zviratidzo zvedu; hapasisina muprofita,+Uye hapana watiinaye anoziva kuti kusvikira rini.
23 naizvozvo imi vakadzi hamuzorambi muchiona zvinhu zvisiri zvechokwadi,+ uye hamuzoshoperi+ zvakare+ zvinhu zvinoshoperwa;+ uye ndichanunura vanhu vangu pamaoko enyu,+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’”+