Pisarema 97:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mheni dzake dzakavhenekera nyika inobereka;+Nyika yakaona, ikarwadziwa kwazvo.+ Isaya 24:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Tarirai! Jehovha achabvisa zvinhu zvose panyika achiiita dongo,+ uye aipidigura,+ akaparadzira vanogara pairi.+
24 Tarirai! Jehovha achabvisa zvinhu zvose panyika achiiita dongo,+ uye aipidigura,+ akaparadzira vanogara pairi.+