Isaya 37:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Zvino zvaakanga achikotama ari muimba yaNisroki+ mwari wake,+ Adramereki naSharezeri, vanakomana vake, vakamuuraya nebakatwa,+ ivo vakatizira kunyika yeArarati.+ Mwanakomana wake Esari-hadhoni+ akatanga kutonga panzvimbo pake. Isaya 42:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vaya vari kuvimba nomufananidzo wakavezwa, vaya vari kuti kumufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa: “Ndimi vanamwari vedu,”+ vachadzoswa, vachanyara kwazvo.+ Jeremiya 2:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “Asi vanamwari vako vawakazvigadzirira varipiko?+ Ngavasimuke kana vangakuponesa panguva yedambudziko rako.+ Haiwa iwe Judha, vanamwari vako vawanda sezvakaita maguta ako.+ 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
38 Zvino zvaakanga achikotama ari muimba yaNisroki+ mwari wake,+ Adramereki naSharezeri, vanakomana vake, vakamuuraya nebakatwa,+ ivo vakatizira kunyika yeArarati.+ Mwanakomana wake Esari-hadhoni+ akatanga kutonga panzvimbo pake.
17 Vaya vari kuvimba nomufananidzo wakavezwa, vaya vari kuti kumufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa: “Ndimi vanamwari vedu,”+ vachadzoswa, vachanyara kwazvo.+
28 “Asi vanamwari vako vawakazvigadzirira varipiko?+ Ngavasimuke kana vangakuponesa panguva yedambudziko rako.+ Haiwa iwe Judha, vanamwari vako vawanda sezvakaita maguta ako.+
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+