2 Nokuti terafimu+ dzakataura zvemashiripiti; uye vanoshopera vakaona zvinhu zvenhema,+ vanoramba vachitaura hope dzisina zvadzinobatsira, uye vanoedza kunyaradza pasina.+ Ndokusaka vachaenda sezvinoita makwai;+ vachatambudzwa, nokuti hapana mufudzi.+