Jeremiya 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+ 1 VaKorinde 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Munoziva kuti pamaiva vanhu vemamwe marudzi,+ maitungamirirwa kunonamata zvidhori+ izvozvo zvisingatauri+ sokutungamirirwa kwamaiitwa.
5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+
2 Munoziva kuti pamaiva vanhu vemamwe marudzi,+ maitungamirirwa kunonamata zvidhori+ izvozvo zvisingatauri+ sokutungamirirwa kwamaiitwa.