RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 57:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Nokuti zvanzi neAkakwirira, Iye ari Kumusoro,+ anogara nokusingaperi+ uye ane zita dzvene:+ “Ndinogara pakakwirira nomunzvimbo tsvene,+ ndinogarawo nomunhu akadzvinyirirwa neanozvininipisa,+ kuti ndimutsidzire mafungiro evanozvininipisa uye ndimutsidzire mwoyo yevari kudzvinyirirwa.+

  • Isaya 61:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 61 Mudzimu waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+ nokuti Jehovha akandizodza+ kuti ndizivise vanyoro+ mashoko akanaka. Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,+ kuti ndizivise vaya vakatapwa+ kusunungurwa nokusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa;+

  • Mateu 5:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 “Vanofara vaya vanoziva zvinodiwa zvavo zvomudzimu,+ nokuti umambo hwokumatenga ndohwavo.+

  • 1 VaKorinde 1:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 asi Mwari akasarudza zvinhu zvoupenzi zvenyika,+ kuti anyadzise vanhu vakachenjera; uye Mwari akasarudza zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise zvinhu zvakasimba;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe