2 Madzimambo 22:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Zvanzi naJehovha, ‘Tarira ndichaunza dambudziko+ panzvimbo ino nepavagari vayo,+ iwo mashoko+ ose ebhuku raverengwa+ namambo waJudha; Isaya 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ini ndakati: “Kusvikira rini, haiwa Jehovha?”+ Iye akabva ati: “Kusvikira maguta ava matongo, asisina anogara maari, dzimba dzisisina munhu wepanyika anogaramo, uye nyika yacho yaparadzwa, yava nzvimbo isina chinhu;+ Jeremiya 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ruramiswa,+ haiwa iwe Jerusarema, kuti mweya wangu urege kukufuratira wasemeswa newe;+ kuti ndirege kukuita dongo, nyika isingagarwi.”+ Mika 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nyika ichava dongo nemhosva yevagari vayo, nokuda kwezvibereko zvemabasa avo.+
16 “Zvanzi naJehovha, ‘Tarira ndichaunza dambudziko+ panzvimbo ino nepavagari vayo,+ iwo mashoko+ ose ebhuku raverengwa+ namambo waJudha;
11 Ini ndakati: “Kusvikira rini, haiwa Jehovha?”+ Iye akabva ati: “Kusvikira maguta ava matongo, asisina anogara maari, dzimba dzisisina munhu wepanyika anogaramo, uye nyika yacho yaparadzwa, yava nzvimbo isina chinhu;+
8 Ruramiswa,+ haiwa iwe Jerusarema, kuti mweya wangu urege kukufuratira wasemeswa newe;+ kuti ndirege kukuita dongo, nyika isingagarwi.”+