RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 12:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa emarudzi ose ane chokuita nezvinhu zvose zvakavanzika, zvingave zvakanaka kana kuti zvakaipa.+

  • Isaya 26:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Nokuti, tarirai! Jehovha ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzoita kuti mugari womunyika azvidavirire kukanganisa kwaari,+ uye nyika ichabudisa pachena ropa rayo rakateurwa+ uye haizofukidzizve vakaurayiwa vayo.”+

  • Amosi 9:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Kana vakachera pasi kusvika paSheori, ruoko rwangu ruchavatora ikoko;+ uye kana vakakwira kumatenga, ndichavaburutsa ikoko.+

  • VaHebheru 4:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi zvinhu zvose zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinozvidavirira kwaari.+

  • Zvakazarurwa 2:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Ndichauraya vana vake nedenda rinouraya, zvokuti ungano dzose dzichaziva kuti ndini iye anoongorora itsvo nomwoyo, uye ndichapa munhu mumwe nomumwe maererano nemabasa enyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe