RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 10:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Nei munhu akaipa asingaremekedzi Mwari?+

      Iye anoti mumwoyo make: “Hamuzoiti kuti ndizvidavirire.”+

  • Pisarema 14:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Benzi rakati mumwoyo maro:

      “Jehovha haako.”+

      Vakaita zvakashata,+ vakaita zvinosemesa pane zvavakaita.

      Hapana anoita zvakanaka.+

  • Pisarema 94:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Vanoramba vachiti: “Jah haaoni;+

      Uye Mwari waJakobho haazvinzwisisi.”+

  • 2 Petro 3:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 vachiti:+ “Uku kuvapo kwake kwakapikirwa kuri kupiko?+ Chokwadi, kubvira pazuva rakarara madzitateguru edu murufu, zvinhu zvose zviri kuramba zvakaita sezvazvakanga zvakangoita kubvira pazvakatanga kusikwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe