Maraki 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Nokuti tarirai! zuva rinopisa sezvinoita vira romoto riri kuuya,+ uye vanhu vose vanozvikudza navose vaya vanoita zvakaipa vachaita semashanga.+ Zuva riri kuuya richavaparadza,” Jehovha wemauto adaro, “zvokuti harizovasiyiri mudzi kana davi.+
4 “Nokuti tarirai! zuva rinopisa sezvinoita vira romoto riri kuuya,+ uye vanhu vose vanozvikudza navose vaya vanoita zvakaipa vachaita semashanga.+ Zuva riri kuuya richavaparadza,” Jehovha wemauto adaro, “zvokuti harizovasiyiri mudzi kana davi.+