Habhakuki 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti zvauri kuratidzwa ndezvenguva yakatarwa,+ zvinoramba zvichikurumidza zvakananga kumugumo, uye hazvizorevi nhema. Kunyange kana zvikanonoka, ramba wakazvimirira; nokuti zvichatoitika chete.+ Hazvizononoki.
3 Nokuti zvauri kuratidzwa ndezvenguva yakatarwa,+ zvinoramba zvichikurumidza zvakananga kumugumo, uye hazvizorevi nhema. Kunyange kana zvikanonoka, ramba wakazvimirira; nokuti zvichatoitika chete.+ Hazvizononoki.