Isaya 66:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kune mheremhere iri kubva muguta, inzwi riri kubva mutemberi!+ Iro inzwi raJehovha ari kutsiva vavengi vake zvakavakodzera.+ VaHebheru 12:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi zvino akapikira, achiti: “Ndichadederesa zvakare kwete nyika chete asi dengawo.”+
6 Kune mheremhere iri kubva muguta, inzwi riri kubva mutemberi!+ Iro inzwi raJehovha ari kutsiva vavengi vake zvakavakodzera.+
26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi zvino akapikira, achiti: “Ndichadederesa zvakare kwete nyika chete asi dengawo.”+