Pisarema 25:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Achaita kuti vanyoro vafambe mune zvaakatonga,+Uye achadzidzisa vanyoro nzira yake.+ Pisarema 76:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Mwari paakasimuka kuti atonge,+Kuti aponese vanyoro vose vepanyika.+ Sera. Mateu 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Vanofara vanyoro,+ nokuti vachagara nhaka yenyika.+