Hosiya 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Ndichabvisa mazita emifananidzo yaBhaari mumuromo make,+ haizomboyeukwi nemazita ayo.+ Zekariya 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Zvino pazuva iroro,” ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, “ndichaparadza mazita ezvidhori munyika,+ haazoyeukwizve; uye ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nomudzimu wokusachena munyika.+
2 “Zvino pazuva iroro,” ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, “ndichaparadza mazita ezvidhori munyika,+ haazoyeukwizve; uye ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nomudzimu wokusachena munyika.+