Isaya 42:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Haazovi asina kujeka uyewo haazopwanyiwi kusvikira aisa kururamisira munyika;+ uye zvitsuwa zvicharamba zvichimirira mutemo wake.+ Isaya 49:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 Nditeererei, haiwa imi zvitsuwa,+ uye teererai, imi mapoka emarudzi+ ari kure. Jehovha akandishevedza+ ndichiri mudumbu.+ Akataura zita rangu ndichiri mukati maamai vangu.+
4 Haazovi asina kujeka uyewo haazopwanyiwi kusvikira aisa kururamisira munyika;+ uye zvitsuwa zvicharamba zvichimirira mutemo wake.+
49 Nditeererei, haiwa imi zvitsuwa,+ uye teererai, imi mapoka emarudzi+ ari kure. Jehovha akandishevedza+ ndichiri mudumbu.+ Akataura zita rangu ndichiri mukati maamai vangu.+