Hagai 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, ‘Zvakare—kwasara nguva duku+—ndichazunungusa matenga nenyika negungwa nenyika yakaoma.’+ VaHebheru 12:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi zvino akapikira, achiti: “Ndichadederesa zvakare kwete nyika chete asi dengawo.”+
6 “Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, ‘Zvakare—kwasara nguva duku+—ndichazunungusa matenga nenyika negungwa nenyika yakaoma.’+
26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi zvino akapikira, achiti: “Ndichadederesa zvakare kwete nyika chete asi dengawo.”+