Vatongi 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi muorivhi wakati kwairi, ‘Ndingarega mafuta angu avanokudza nawo+ Mwari nevanhu, uye ndingaenda kunopeperekera mimwe miti here?’+ Zekariya 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino ini ndakapindura ndikati kwairi: “Miorivhi miviri iyi iri kurutivi rworudyi rwechigadziko chemarambi nokuruboshwe rwacho inorevei?”+ Zvakazarurwa 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Izvi zvinofananidzirwa nemiorivhi miviri+ nezvigadziko zvemarambi+ zviviri uye izvo zvimire pamberi paShe wenyika.+
9 Asi muorivhi wakati kwairi, ‘Ndingarega mafuta angu avanokudza nawo+ Mwari nevanhu, uye ndingaenda kunopeperekera mimwe miti here?’+
11 Zvino ini ndakapindura ndikati kwairi: “Miorivhi miviri iyi iri kurutivi rworudyi rwechigadziko chemarambi nokuruboshwe rwacho inorevei?”+
4 Izvi zvinofananidzirwa nemiorivhi miviri+ nezvigadziko zvemarambi+ zviviri uye izvo zvimire pamberi paShe wenyika.+