Eksodho 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo. Isaya 43:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Iye ari kubudisa ngoro yehondo nebhiza, uto rehondo nevane simba panguva imwe chete:+ “Vacharara pasi.+ Havazomuki.+ Chokwadi vachadzimwa.+ Vachadzimwa somwenje wetambo yomufurakisi.”+
4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo.
17 Iye ari kubudisa ngoro yehondo nebhiza, uto rehondo nevane simba panguva imwe chete:+ “Vacharara pasi.+ Havazomuki.+ Chokwadi vachadzimwa.+ Vachadzimwa somwenje wetambo yomufurakisi.”+