1 Samueri 17:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Dhavhidhi akatiwo kumuFiristiya wacho: “Uri kuuya kwandiri nebakatwa nepfumo uye nepfumo duku,+ asi ini ndiri kuuya kwauri ndichishandisa zita raJehovha wemauto,+ Mwari wemauto akarongwa evaIsraeri, wawashora.+ Hosiya 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi ndichanzwira imba yaJudha ngoni,+ ndichavaponesa naJehovha Mwari wavo;+ asi handizovaponesi nouta kana nebakatwa kana nokurwa, nemabhiza kana nevatasvi vemabhiza.”+ Mika 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi ini, ndazara nesimba, nomudzimu waJehovha, nokururamisira uye nokuva nesimba,+ kuti ndiudze Jakobho kumukira kwake uye Israeri chivi chake.+
45 Dhavhidhi akatiwo kumuFiristiya wacho: “Uri kuuya kwandiri nebakatwa nepfumo uye nepfumo duku,+ asi ini ndiri kuuya kwauri ndichishandisa zita raJehovha wemauto,+ Mwari wemauto akarongwa evaIsraeri, wawashora.+
7 Asi ndichanzwira imba yaJudha ngoni,+ ndichavaponesa naJehovha Mwari wavo;+ asi handizovaponesi nouta kana nebakatwa kana nokurwa, nemabhiza kana nevatasvi vemabhiza.”+
8 Asi ini, ndazara nesimba, nomudzimu waJehovha, nokururamisira uye nokuva nesimba,+ kuti ndiudze Jakobho kumukira kwake uye Israeri chivi chake.+